Read, copy, and download the Siya So lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Siya So by Winky D from the album Winky D. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 03:12.02. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Siya So]
[ar:Winky D]
[al:Winky D]
[lang:Swahili]
[length:03:12.02]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:05.25]Ga Gafa Gafa
[00:09.84]Ziva chakaipa zvisati zvaipa
[00:13.51]Ziva chakaipa zvisati zvaipa
[00:19.84]Akasimba haariswane nechakaipa anoregerera
[00:24.49]Chakaipa chinozviparadza inzwai chigafa chadevedzera
[00:29.23]Hakuna chakaipa chinokunda mberi kwechakanaka
[00:34.27]Chese chakaipa chinopfuura hapana chachinovaka
[00:39.00]Zvimwe zvinhu
[00:40.11]Siya so, siya so, siya so, siya so
[00:42.76]Siya so, siya so, siya so, siya so
[00:49.00]Zvichano sortana ikoko siya so
[00:51.90]Handiti vaizvita mikono siya so
[00:54.38]Chakaipa zvino chabereka siya so
[00:56.93]Makapembedza mbereka siya so
[00:59.29]Chaunotsvaga nerudo chichakudzokera nerudo
[01:03.94]Chauchatsvaga neropa chichakudzokera neropa
[01:09.17]Sakani chenjera wamai chenjera
[01:11.99]Kunze kuchakuyedzera
[01:14.23]Mufaro uchawedzera uchawedzera kana mutemo wakatedzera
[01:19.20]Asi anoita rakaipa uyo
[01:21.08]Ndine hurombo ndine hurombo
[01:24.28]Akabata chakaipa uyo
[01:26.93]Ndine hurombo ndine hurombo
[01:29.50]Zvichano sortana ikoko siya so
[01:31.90]Hanti vaizvita mikono siya so
[01:34.32]Chakaipa zvino chabereka siya so
[01:36.87]Makapembedza mbereka siya so
[01:39.36]Siya so, siya so, siya so, siya so
[01:44.26]Siya so, siya so, siya so, siya so
[01:49.19]Hakuna chakaipa chinopukunyuka Oskid
[01:54.01]Ikauya iri miyedzo iwe chingosuduruka
[01:57.37]Uri mufull speed
[01:58.97]Chichasvika pakumira icho chiri kukunguruka
[02:02.18]Anoruka rakaipa richarudunuka
[02:04.36]Idzidziso muhupenyu yandiri kukupa
[02:07.12]Uri munzira yakachena sununguka
[02:09.38]Asi anoita rakaipa uyo
[02:11.69]Ndine hurombo ndine hurombo
[02:14.48]Akabata chakaipa uyo
[02:16.74]Ndine hurombo ndine hurombo
[02:19.41]Zvichano sortana ikoko siya so
[02:21.54]Handiti vaizvita mikono siya so
[02:24.49]Chakaipa zvino chabereka siya so
[02:26.94]Makapembedza mbereka siya so
[02:29.32]Siya so, siya so, siya so, siya so
[02:34.24]Siya so, siya so, siya so, siya so
[02:39.03]Zvichano sortana ikoko siya so
[02:42.25]Handiti vaizvita mikono siya so
[02:44.38]Chakaipa zvino chabereka siya so
[02:46.82]Makapembedza mbereka siya so
[02:49.41]Siya so, siya so, siya so, siya so
[02:54.01]Siya so, siya so, siya so, siya so
[02:58.76]Siya so
[03:02.89]Siya so
[03:05.17]Siya so
[03:07.72]Siya so
[03:08.04]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Siya So by Winky D
1. Who is the singer of "Siya So" song?
⇒ Winky D has sung the song "Siya So".
2. Which album is the "Siya So" song from?
⇒ The song "Siya So" is from the album Winky D.
3. In which language is the "Siya So" song composed?
⇒ The song "Siya So" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Siya So" song?
⇒ The official duration of "Siya So" is 03:12.02.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Winky D - Siya So