Read, copy, and download the Bhatiri lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Bhatiri by Winky D from the album Winky D. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 02:49.94. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Bhatiri]
[ar:Winky D]
[al:Winky D]
[lang:Swahili]
[length:02:49.94]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:00.70]Gafa Gafa
[00:05.59]Gafa zvekare
[00:09.14]Vanoda kundimisa zvandinoita (no, no, no, no, no)
[00:13.44]Hakuna kundityisa kwamunoita
[00:16.20]Oskid, ndine kapower power
[00:19.29]Kapower kari mandiri
[00:21.16]Ini ndine kapower power
[00:23.98]Kapower kari mandiri
[00:26.12]Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker)
[00:30.41]Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker)
[00:34.70]Ndinenge
[00:35.66]Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker)
[00:39.81]Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker)
[00:44.26]Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho)
[00:48.94]Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
[00:52.52]Honaka
[00:53.43]Munhu wese ane power rake
[00:55.53]Ane zuva, ane ma awa ake
[00:57.88]Kana newe une power rako
[01:00.08]Vimba nezvauri moyo ndo kirawa rako
[01:02.53]Muhupenyu mune maseason
[01:04.72]Kuchanaya kuchapisa, zvine reason
[01:06.89]Usingakwanise moto we oven
[01:09.11]Mhama vakanditi tamba kure ne kitchen
[01:11.37]Coz mulife uchasangana nevanhu
[01:13.62]Vachauya vokurimira muganhu
[01:15.94]Vasingade uone chimwe chikamu
[01:18.12]Saka mira zvine hudzamu
[01:20.00]Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker)
[01:24.49]Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker)
[01:28.29]Ndinenge
[01:29.16]Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker)
[01:33.73]Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker)
[01:38.19]Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho)
[01:43.05]Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
[01:46.38]Manje, ndine kapower power
[01:48.94]Kapower kari mandiri
[01:50.57]Ini ndine kapower power
[01:53.62]Kapower kari mandiri
[01:55.50]Life haimirire kusparker nekuti vavengi vakavhura maziso
[02:00.71]Happy yacho kana mari haitenge panapa ndozviripo
[02:05.37]Nhasi izuva rangu ndiri ku charger (charger, charger)
[02:09.80]Voda kuona guva rangu vondi judger (judger, judger)
[02:14.99]Pandionenda mberi ndigadzirei mbuva yangu Judger
[02:19.48]Zvevanhu handichadya vangazondibatira musadza
[02:22.80]Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker)
[02:27.16]Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker)
[02:31.06]Ndinenge
[02:32.06]Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker)
[02:36.68]Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker)
[02:41.08]Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho)
[02:45.74]Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
[02:48.84]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Bhatiri by Winky D
1. Who is the singer of "Bhatiri" song?
⇒ Winky D has sung the song "Bhatiri".
2. Which album is the "Bhatiri" song from?
⇒ The song "Bhatiri" is from the album Winky D.
3. In which language is the "Bhatiri" song composed?
⇒ The song "Bhatiri" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Bhatiri" song?
⇒ The official duration of "Bhatiri" is 02:49.94.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Winky D - Bhatiri