Read, copy, and download the Ngoma Futi lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Ngoma Futi by Winky D from the album Winky D. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 03:38.98. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Ngoma Futi]
[ar:Winky D]
[al:Winky D]
[lang:Swahili]
[length:03:38.98]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:00.15]Gafa kusvika ndafa
[00:02.49](Mount Zion Music)
[00:05.01](Legendary Musiq)
[00:06.09]Ngoma futi (Igwe)
[00:07.65]Ngo-ngoma futi
[00:10.21]Ngoma futi
[00:12.42]Da-da-da-Dancehall Igwe
[00:15.07]Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
[00:19.73]Dhanzi ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa
[00:23.20]Menge makurarisa dhanzi
[00:24.76]Zvino ndakuita kuti rimuke
[00:27.19]Musade kusaiza mafans
[00:29.47]Zvinoita ropa ritsvuke
[00:31.92]Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
[00:36.65]Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
[00:40.65]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[00:42.44]Ngoma futi (ngoma)
[00:43.47]Hapachada ngoma duty
[00:45.08]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[00:47.03]Ngoma futi (ngoma)
[00:48.00]Ndavakutora mboma muboot
[00:49.39]Menge mochema dhanzi renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
[00:53.75]Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
[00:57.95]Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
[01:02.38]Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenhaka vakomana
[01:06.74]Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dhanzi
[01:11.20]Uye futi ani nani asingapinde mudhanzi haambobiggwa nemafans
[01:15.68]Menge makurarisa dhanzi
[01:17.97]Zvino ndakuita kuti rimuke
[01:19.77]Musade kusaiza mafans
[01:22.35]Zvinoita ropa ritsvuke
[01:24.52]Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
[01:29.51]Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
[01:33.40]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[01:34.56]Ngoma futi (ngoma)
[01:35.70]Hapachada ngoma duty
[01:37.55]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[01:39.43]Ngoma futi (ngoma)
[01:40.52]Ndavakutora mboma muboot
[01:41.93]Saka ndakubigga vese vari kukavira ngoma mberi ngoma dziende kuseri (ngoma futi)
[01:46.79]Jeeperz zvenhando usateerere bika zvemhando vaterere (ngoma futi)
[01:51.03]Kana mabika imi, ngoma ndorova
[01:53.17]Dzikazvimba ndipe mvura shoma ndotova
[01:55.60]Ndoda kudzirova necheapapa pa-pa-pakati pemusoro kunge nhova
[02:00.01]Ndobva ndadzidzorera padzaimbova
[02:02.16]Inzwaka mudhanzi mese yangova; 'Biggie, Biggie, Biggie!'
[02:05.91]Kumu-disser hazviseenze hazvina basa kunge rovha
[02:08.01]Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
[02:12.49]Dhanzi ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa
[02:16.03]Menge makurarisa dhanzi
[02:18.09]Zvino ndakuita kuti rimuke
[02:20.34]Musade kusaiza mafans
[02:22.57]Zvinoita ropa ritsvuke
[02:24.89]Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
[02:29.53]Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
[02:33.50]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[02:35.09]Ngoma futi (ngoma)
[02:36.59]Hapachada ngoma duty
[02:38.03]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[02:39.50]Ngoma futi (ngoma)
[02:41.41]Ndavakutora mboma muboot
[02:43.32]Menge mochema dhanzi renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
[02:47.47]Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
[02:51.67]Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
[02:55.97]Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenhaka vakomana
[03:00.59]Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dhanzi
[03:04.72]Uye futi ani nani asingapinde mudhanzi haambobiggwa nemafans
[03:09.37]Menge makurarisa dhanzi
[03:11.57]Zvino ndakuita kuti rimuke
[03:13.39]Musade kusaiza mafans
[03:15.57]Zvinoita ropa ritsvuke
[03:18.02]Vati aiwa, dzorai dhanzi pamakariwana
[03:22.87]Aiwa, manje ini ndori-kicker nemashanana
[03:26.99]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[03:28.89]Ngoma futi (ngoma)
[03:30.04]Hapachada ngoma duty
[03:31.71]Ndakurova ngoma futi (ngoma)
[03:33.15]Ngoma futi (ngoma)
[03:34.29]Ndavakutora mboma muboot
[03:36.15]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Ngoma Futi by Winky D
1. Who is the singer of "Ngoma Futi" song?
⇒ Winky D has sung the song "Ngoma Futi".
2. Which album is the "Ngoma Futi" song from?
⇒ The song "Ngoma Futi" is from the album Winky D.
3. In which language is the "Ngoma Futi" song composed?
⇒ The song "Ngoma Futi" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Ngoma Futi" song?
⇒ The official duration of "Ngoma Futi" is 03:38.98.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Winky D - Ngoma Futi