Read, copy, and download the Daddy lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Daddy by Winky D from the album Winky D. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 03:54.05. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Daddy]
[ar:Winky D]
[al:Winky D]
[lang:Swahili]
[length:03:54.05]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:01.14]Ga, ga Gafa
[00:06.09]Chi Extraterrestial
[00:10.65]Mwana akavhunza chi honest question
[00:13.46]Baba namai vakatandara, hapana akamupindura
[00:19.54]Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[00:27.07]Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[00:32.37]Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[00:37.65]Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[00:42.98]Ichasvika nguva yekuti vana vachada kutivhunza zvinhu zvakawanda
[00:48.00]Tichawanikwa tichava tinotiza, asi chokwadi hakuna kwachichanohwanda
[00:53.16]Vachada kuona zvatakashanda pamwe chete nenzira dzatakafamba
[00:58.37]Ngative tinodzichenesa nzira dzedu kuti mangwana zvotaurwa tisazviramba
[01:03.47]Zvinogumbura kuti ndaikwanisa asi pane pandakavarairwa
[01:08.90]Ngatisava tinoyeuka bako mushure mekunge tanaiwa
[01:13.97]Nguva yacho ndiyoyi vakachenjera vachagara vateya riva
[01:19.51]Iwe teya rako mwana agoziva
[01:22.35]Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[01:30.54]Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[01:35.60]Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[01:40.93]Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[01:45.64]Zvingori better kuti mwana angogara achiziya kuti daddy vangu vanotry
[01:51.00]Ingori nguva nemukana zviri kutadza kusangana pane madhiri avanofayaa
[01:56.09]Pane kuti mwana ati kana ari madhiri emari daddy vangu vaka retire
[02:01.40]Ndinozviziva hongu zvinhu zvakaoma asi ndoramba ndichiti chingo aim higher
[02:06.70]Mikana inosiyana asi kune mwana ndichazonozvitsanangura sei?
[02:11.89]Anozvizwisisa here ndaishanda siku nesikati mwedzi wese pasina paye
[02:17.34]Kubasa vachipa ma envlope kumba nema landlord gaya taitarisana sei?
[02:22.39]Zvinotonetsa kutsanangura eehhh
[02:25.57]Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[02:33.63]Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[02:38.57]Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[02:43.97]Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[02:46.59]Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
[02:54.32]Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
[02:59.42]Zvondopfeka hembe isina mabhatani
[03:05.04]Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?
[03:08.33]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Daddy by Winky D
1. Who is the singer of "Daddy" song?
⇒ Winky D has sung the song "Daddy".
2. Which album is the "Daddy" song from?
⇒ The song "Daddy" is from the album Winky D.
3. In which language is the "Daddy" song composed?
⇒ The song "Daddy" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Daddy" song?
⇒ The official duration of "Daddy" is 03:54.05.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Winky D - Daddy