Read, copy, and download the Gerai Ndebvu lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Gerai Ndebvu by Winky D from the album Winky D. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 03:36.08. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Gerai Ndebvu]
[ar:Winky D]
[al:Winky D]
[lang:Indonesian]
[length:03:36.08]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:01.48]Paita kababy apa
[00:03.44]Ndomboratidza hudaddy apa
[00:05.56]Ah Di Ninja President, hooo
[00:08.42]MaNinja pane chimoko chandafarira (chandafarira)
[00:10.50]Hameno kana tsono dzangu dzakadaira (dzakadaira)
[00:12.41]Ndikuda kuti ndinochi-tipper ndini Bigman
[00:14.68]Kana chisingatondizive chakasarira
[00:16.70]Ndachiti, "Ndeipi baby", chakadaira
[00:18.89]Munotiziva hatitane kugaira
[00:21.08]Ndabva ndati wakakomborerwa
[00:22.89]Zviri kumashure kwako hazvinyepe kunge Shakira
[00:25.35]Chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum, music yaunoimba pakutapira
[00:29.65]Ndaita raki kuti zvoni chandiziva
[00:31.77]Asi one chinhu chete ini chandisina kufarira
[00:34.07]Kanditi "Bigman" (hee)
[00:35.28]"Bigman" (hee) "Gerai ndebvu"
[00:38.55]Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu"
[00:42.73]Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende"
[00:47.33]Ndikati, "Baby, baby better uende"
[00:51.61]Kanogaya ndakadhibha kunge Samson
[00:53.55]But ini ndini di Bigman
[00:55.88]Ndabva ndaka-tuner kuti zvoni
[00:57.70]Kana pari pamunyati ndiri one pamillion
[01:00.51]Enda kwaMutare bvunza paPavilion
[01:02.44]Kana kuri kure pinda Jipisoni
[01:05.04]Unokwira high roof yakanzi Jackson
[01:06.95]I'm bad saMichael Jackson
[01:09.24]Iwe uri mad saka ukuda medicine
[01:11.41]Ndinoudza vaChihuri dzikachena cheni
[01:13.80]Handimbofa ndakacheka mukwende wangu
[01:15.84]Zvakandifananira nekushaya oxygen
[01:17.84]Kanditi "Bigman" (hee)
[01:19.19]"Bigman" (hee) "gerai ndebvu"
[01:21.95]Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu"
[01:26.51]Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende"
[01:30.95]Ndikati "Baby, baby better uende"
[01:34.93]Usati wachinjwa nebaby, chinja baby (chinja baby)
[01:38.55]Tsvaga kaninja baby (ninja baby)
[01:40.40]Kana iwe ukangodhibha mbijana hameno zvako mari yese rinokuridza baby
[01:44.16]Ndiri muninja handisi nigga, baby
[01:46.86]Saka tanga wandibigger, baby
[01:48.34]Handiku-kicke sebhora remuLA Liga, baby
[01:50.56]Ndinopa rudo rwechininja ukapfidza, baby
[01:52.77]Pamukwende waDi Bigman easer, baby (easer, baby)
[01:55.66]Ndovesa machisa, baby
[01:57.39]But, ini ndini Di Ninja President
[01:59.40]Handikupise ndongokusikisa, baby
[02:01.56]Kanditi "Bigman" (hee)
[02:02.97]"Bigman" (hee) "Gerai ndebvu"
[02:05.67]Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu"
[02:10.10]Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende"
[02:14.38]Ndikati, "Baby, baby better uende"
[02:19.12]MaNinja pane chimoko chandafarira (chandafarira)
[02:21.06]Hameno kana tsono dzangu dzakadaira (dzakadaira)
[02:23.44]Ndikuda kuti ndinochi-tipper ndini Bigman
[02:25.50]Kana chisingatondizive chakasarira
[02:27.63]Ndachiti, "Ndeipi baby", chakadaira
[02:29.65]Munotiziva hatitane kugaira
[02:32.00]Ndabva ndati wakakomborerwa
[02:34.00]Zviri kumashure kwako hazvinyepe kunge Shakira
[02:36.29]Chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum, music yaunoimba pakutapira
[02:40.99]Ndaita raki kuti zvoni chandiziva
[02:42.80]Asi one chinhu chete ini chandisina kufarira
[02:45.34]Kanditi "Bigman" (hee)
[02:46.69]"Bigman" (hee) "Gerai ndebvu"
[02:49.37]Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu"
[02:53.73]Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende"
[02:57.97]Ndikati, "Baby, baby better uende"
[03:02.68]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Gerai Ndebvu by Winky D
1. Who is the singer of "Gerai Ndebvu" song?
⇒ Winky D has sung the song "Gerai Ndebvu".
2. Which album is the "Gerai Ndebvu" song from?
⇒ The song "Gerai Ndebvu" is from the album Winky D.
3. In which language is the "Gerai Ndebvu" song composed?
⇒ The song "Gerai Ndebvu" is composed in the Indonesian language.
4. What is the official duration of the "Gerai Ndebvu" song?
⇒ The official duration of "Gerai Ndebvu" is 03:36.08.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Winky D - Gerai Ndebvu