Read, copy, and download the Ndino Shamiswa lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Ndino Shamiswa by Oliver Mtukudzi from the album Oliver Mtukudzi. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 05:05.62. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Ndino Shamiswa]
[ar:Oliver Mtukudzi]
[al:Oliver Mtukudzi]
[lang:Swahili]
[length:05:05.62]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:13.18]Ndinoshamiswa kwazvo, namabasa makuru
[00:20.09]Akaitiwa nemwi, ose anorumbidzwa
[00:26.99]Hukuru hwenyu Mwari hunoshamisa kwazvo
[00:33.97]Hukuru hwenyu Mwari hunoshamisa kwazvo
[00:40.92]Kana ndarangarira, mabasa okudenga
[00:47.93]Kana ndarangarira, mabasa epanyika
[00:54.95]Inobuda misodzi kana ndafunga Iwe
[01:01.89]Inobuda misodzi kana ndafunga Iwe
[01:08.59]♪
[01:36.65]Mwari vatatu mumwe, Itai kuti tikudei
[01:43.62]Nokuti makatida, makazotipa Jesu
[01:50.51]Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
[01:57.52]Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
[02:04.62]Rumbidza iwe denga, rumbidza iwe nyika
[02:11.58]Rumbidza iwe gungwa, nesu ngatirumbidza
[02:18.66]Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
[02:25.59]Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
[02:32.58]♪
[02:46.55]Inobuda misodzi kana ndafunga iwe
[02:53.47]Inobuda misodzi kana ndafunga iwe
[03:00.78]Rumbidza iwe denga, rumbidza iwe nyika
[03:07.59]Rumbidza iwe gungwa, nesu ngatirumbidza
[03:14.49]Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
[03:21.36]Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
[03:28.41]Kana ndarangarira, mabasa okudenga
[03:35.63]Kana ndarangarira, mabasa epanyika
[03:42.41]Inobuda misodzi kana ndafunga Imi
[03:49.54]Inobuda misodzi kana ndafunga Iwe
[03:56.34]♪
[04:24.22]Mwari vatatu mumwe, itai kuti tikudei
[04:30.91]Nokuti makatida, makazotipa Jesu
[04:37.93]Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
[04:44.99]Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
[04:51.97]Yu-yu-yu, yu-yu-yu-yu
[04:55.57]Yu-yu-yu, yu-yu-yu-yu
[04:59.03]Yu-yu-yu
[05:04.53]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Ndino Shamiswa by Oliver Mtukudzi
1. Who is the singer of "Ndino Shamiswa" song?
⇒ Oliver Mtukudzi has sung the song "Ndino Shamiswa".
2. Which album is the "Ndino Shamiswa" song from?
⇒ The song "Ndino Shamiswa" is from the album Oliver Mtukudzi.
3. In which language is the "Ndino Shamiswa" song composed?
⇒ The song "Ndino Shamiswa" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Ndino Shamiswa" song?
⇒ The official duration of "Ndino Shamiswa" is 05:05.62.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Oliver Mtukudzi - Ndino Shamiswa