Read, copy, and download the Mhaka lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Mhaka by Oliver Mtukudzi from the album Oliver Mtukudzi. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 07:19.88. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Mhaka]
[ar:Oliver Mtukudzi]
[al:Oliver Mtukudzi]
[lang:Swahili]
[length:07:19.88]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:22.73]Mhosva yandakapara gore rino
[00:27.92]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[00:33.59]Mhosva yandakapara gore rino
[00:38.72]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[00:43.83]Ndoipedza neiko?
[00:46.63]Ndoiripa neiko?
[00:49.98]Ndoipedza neiko?
[00:52.28]Ndoiripa neiko?
[00:54.03]Imombe here yamunoda nhai amai
[01:00.81]Imbudzi here dzamungade nhai amai?
[01:06.08]Zvimwe musoro wemwana wangu
[01:11.23]Ndoipedza neiko, mhaka yangu?
[01:13.47]Ndoiripa neiko, mhosva?
[01:16.02]Ndoipedza neiko mhaka yangu?
[01:20.36]Ndingaipedza neiko?
[01:26.63]Mhosva yandakapara gore rino, gore rino, gore rino
[01:30.79]Mhosva yandakapara gore
[01:32.12]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[01:38.01]Mhosva yandakapara gore rino
[01:42.86]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[01:45.94]Ndoipedza neiko?
[01:50.88]Ndoiripa neiko?
[01:53.67]Ndoipedza neiko?
[01:57.12]Ndoiripa neiko?
[02:38.28]Kuripa ndingaripe zvangu nhai amai
[02:42.78]Ndinoziva chigumbu mumoyo hachipere
[02:48.39]Kuripa ndinoripa zvangu nhai amai
[02:53.69]Asi chigumbu mumoyo hachipere
[02:58.85]Ndoipedza neiko, mhaka yangu?
[03:01.65]Ndingairipe neiko baba vangu?
[03:05.65]Ndingaipedza neiko mhaka yangu?
[03:06.51]Ndingairipe neiko?
[03:09.31]Mhosva yandakapara gore rino, gore rino,gore rino
[03:14.59]Mhosva yandakapara gore rino
[03:20.09]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[03:25.40]Mhosva yandakapara gore rino
[03:30.57]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[03:36.02]Ndoipedza neiko?
[03:38.53]Ndoiripa neiko?
[03:41.05]Ndoipedza neiko?
[03:43.69]Ndoiripa neiko?
[03:47.56]Imombe here yamunoda nhai amai?
[03:52.23]Imbudzi here dzamungade nhai amai?
[03:57.81]Zvimwe musoro wemwana wangu
[04:02.42]Ndoipedza neiko mhaka yangu?
[04:05.32]Ndingairipe neiko?
[04:08.38]Ndingaipedze neiko mhaka iyi?
[04:10.85]Ndoiripa neiko baba?
[04:13.48]Mhosva yandakapara gore rino, gore rino, gore rino
[04:18.56]Mhosva yandakapara gore rino
[04:23.58]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[04:29.19]Mhosva yandakapara gore rino
[04:34.99]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[04:39.19]Ndoipedza neiko?
[04:42.76]Ndoiripa neiko?
[04:45.12]Ndoipedza neiko?
[04:47.63]Ndoiripa neiko?
[05:25.12]Ahh
[05:28.64]Halala, halala ndochema halala
[05:32.53]Halala, halala ndochema halala
[05:37.90]Halala, halala ndochema halala
[05:43.24]Halala, halala ndochema halala
[05:59.79]Haha
[06:21.68]Mhosva yandakapara gore rino
[06:25.88]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[06:31.23]Mhosva yandakapara gore rino
[06:36.22]Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
[06:41.59]Ndoipedza neiko?
[06:44.11]Ndoiripa neiko?
[06:46.60]Ndoipedza neiko?
[06:49.10]Ndoiripa neiko?
[06:52.56]Imombe here yamunoda nhai amai?
[06:58.21]Imbudzi here dzamungade nhai amai?
[07:03.97]Zvimwe musoro wemwana wangu, amai kani
[07:09.93]Ndoipedza neiko, baba?
[07:11.09]Ndingaipedze?
[07:18.74]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Mhaka by Oliver Mtukudzi
1. Who is the singer of "Mhaka" song?
⇒ Oliver Mtukudzi has sung the song "Mhaka".
2. Which album is the "Mhaka" song from?
⇒ The song "Mhaka" is from the album Oliver Mtukudzi.
3. In which language is the "Mhaka" song composed?
⇒ The song "Mhaka" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Mhaka" song?
⇒ The official duration of "Mhaka" is 07:19.88.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Oliver Mtukudzi - Mhaka