Read, copy, and download the Baba Ndinodisa lyrics LRC file, which provides synchronized music subtitles for the song Baba Ndinodisa by Oliver Mtukudzi from the album Oliver Mtukudzi. Our LRC file is created using the free "LRC File Maker" tool and matches the official length of the song, which is 05:10.94. Additionally, you can download the lyrics in TXT (.txt), SRT (.srt), and PDF (.pdf) formats.
[ti:Baba Ndinodisa]
[ar:Oliver Mtukudzi]
[al:Oliver Mtukudzi]
[lang:Swahili]
[length:05:10.94]
[by:Jun]
[re:www.rclyricsband.com]
[ve:v0.0.5]
[00:00.00]
[00:31.31]Baba wangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
[00:39.09]Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni
[00:46.06]Munoziva nhumo dzangu
[00:50.32]Munoziva zvirokwazvo
[00:54.03]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[01:01.26]Munoziva nhumo dzangu
[01:05.53]Munoziva zvirokwazvo
[01:09.20]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[01:16.96]Baba ndinodisa kwazvo rutendeso rwakanaka
[01:24.19]Kuti ndimbotenda imwi, nguva dzangu dzese dzese
[01:31.47]Munoziva nhumo dzangu
[01:35.22]Munoziva zvirokwazvo
[01:39.34]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[01:46.65]Munoziva nhumo dzangu
[01:50.44]Munoziva zvirokwazvo
[01:54.47]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[02:02.12]♪
[02:32.78]Ziva nhumo dzangu
[02:36.63]Ziva zvirokwazvo
[02:40.95]♪
[02:47.51]Baba ndinodisa kwazvo kuva wakatiwa ini
[02:55.20]Kuonesa kune vamwe kuti tinodana sei
[03:02.05]Munoziva nhumo dzangu
[03:06.05]Munoziva zvirokwazvo
[03:10.07]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[03:17.33]Munoziva nhumo dzangu
[03:21.21]Munoziva zvirokwazvo
[03:25.17]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[03:32.66]Baba vangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
[03:40.37]Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni
[03:47.44]Munoziva nhumo dzangu
[03:51.73]Munoziva zvirokwazvo
[03:55.21]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[04:02.49]Munoziva nhumo dzangu
[04:06.56]Munoziva zvirokwazvo
[04:10.51]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[04:17.75]♪
[04:32.86]Munoziva nhumo dzangu
[04:37.03]Munoziva zvirokwazvo
[04:40.71]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[04:48.04]Munoziva nhumo dzangu
[04:51.70]Munoziva zvirokwazvo
[04:55.93]Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
[05:03.07]Munoziva nhumo dzangu
[05:06.80]Munoziva
[05:08.62]RCLyricsBand.Com
This LRC file may not match your music if the duration is not the same. Click Edit below and simply apply an offset (+0.10 sec, -0.10 sec, etc.)
You May Listen Baba Ndinodisa by Oliver Mtukudzi
1. Who is the singer of "Baba Ndinodisa" song?
⇒ Oliver Mtukudzi has sung the song "Baba Ndinodisa".
2. Which album is the "Baba Ndinodisa" song from?
⇒ The song "Baba Ndinodisa" is from the album Oliver Mtukudzi.
3. In which language is the "Baba Ndinodisa" song composed?
⇒ The song "Baba Ndinodisa" is composed in the Swahili language.
4. What is the official duration of the "Baba Ndinodisa" song?
⇒ The official duration of "Baba Ndinodisa" is 05:10.94.
5. Can I reupload this LRC file on the internet?
⇒ Sorry, you are not allowed to reupload this LRC file on the internet without permission. This is only for your personal use.
6. Does this LRC file perfectly match the official song?
⇒ Yes, it does most of the time, but sometimes you may need to apply an offset using our tool, LRC File Maker (e.g., +10 or -10).
Oliver Mtukudzi - Baba Ndinodisa